|
| 1 |
|
| Adhamu, naSeti, naEnoshi; |
|
| 2 |
|
| naKenani, naMaharareri, naJaredhi; |
|
| 3 |
|
| naEnoki, naMetusera, naRameki; |
|
| 4 |
|
| naNowa, naShemi, naHamu, naJafeti. |
|
| 5 |
|
| Vanakomana vaJafeti: Gomeri, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMesheki, naTirasi. |
|
| 6 |
|
| Vanakomana vaGomeri: Ashikenazi, naDhifati, naTogarima. |
|
| 7 |
|
| Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTarishishi, naKitimi, naRodhanimi. |
|
| 8 |
|
| Vanakomana vaHamu: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKenani. |
|
| 9 |
|
| Vanakomana vaKushi: Shebha, naHavhira, naSabata, naRaama, naSabhiteka. Vanakomana vaRaama: Shebha, naDhedhani. |
|
| 10 |
|
| Kushi akabereka Nimurodhi; iye akatanga kuva munhu ane simba panyika. |
|
| 11 |
|
| Mizirami akabereka Rudhimi, naAnamimi, naRehabhimi, naNafutuhimi, |
|
| 12 |
|
| naPatirusimi, naKasiruhimi (VaFirisitia vakabva kwaari), naKafitorimi. |
|
| 13 |
|
| Kenani akabereka Zidhoni mwana wake wedangwe, naHeti, |
|
| 14 |
|
| navaJebhusi, navaAmori, navaGirigashi; |
|
| 15 |
|
| navaHivhi, navaAriki, navaSini, |
|
| 16 |
|
| navaArivhadhi, navaZemari, navaHamati. |
|
| 17 |
|
| Vanakomana vaShemi: Erami, naAshuri, naAripakishadhi, naRudhi, naArami, naUzi, -naHuri, naGeteri, naMesheki. |
|
| 18 |
|
| Aripakishadhi akabereka Shera, Shera akabereka Ebheri. |
|
| 19 |
|
| Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri, zita romumwe raiva Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa, zita romunun'una wake raiva Jokitani. |
|
| 20 |
|
| Jokitani akabereka Arimodhadhi, naSherefi, naHazarimavheti, naJera, |
|
| 21 |
|
| naHadhorami, naUzari, naDhikira, |
|
| 22 |
|
| naEbhari, naAbhimaeri,.naShebha, |
|
| 23 |
|
| naOfiri, naHavhira, naJobhabhu. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani. |
|
| 24 |
|
| Shemi, naAripakishadhi naShera, |
|
| 25 |
|
| naEbheri, naPeregi, naReu, |
|
| 26 |
|
| naSerugi, naNahori, naTera, |
|
| 27 |
|
| Abhuramu (ndiye Abhurahamu). |
|
| 28 |
|
| Vanakomana vaAbhurahamu: Isaka, nalshimaeri. |
|
| 29 |
|
| Ndiwo marudzi avo: Mwana wedangwe waIshimaeri, Neabhaioti, tevere Kedhari, naAbhidheeri, naMibhisami, |
|
| 30 |
|
| naMishima, naDhuma, naMasa; naHadhadhi, naTema, |
|
| 31 |
|
| naJeturi, naNafishi, naKedhema. Ndivo vanakomana vaIshimaeri. |
|
| 32 |
|
| Vanakomana vaKetura, murongo waAbhurahamu: Iye wakabereka Zimirani, naJokishani, naMedhani, naMidhiani, naIshibhaki, naShua. Vanakomana vaJokishani: Shebha, naDhedhani. |
|
| 33 |
|
| Vanakomana vaMidhiani: Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vaiva vanakomana vaKetura. |
|
| 34 |
|
| Abhurahamu akabereka Isaka. Vanakomana vaIsaka: Esau, naIsiraeri. |
|
| 35 |
|
| Vanakomana vaEsau: Erifazi, naReueri, naJeushi, naJarami, naKora. |
|
| 36 |
|
| Vanakomana vaErifazi: Temani, naOmari, naZefi, naGatami, naKenazi, naTimina, naAmareki. |
|
| 37 |
|
| Vanakomana vaReueri: Nahati, naZera, naShama, naMiza. |
|
| 38 |
|
| Vanakomana vaSheiri: Rotani, naShobhari, naZibheoni, naAna, naDhishani. |
|
| 39 |
|
| Vanakomana vaRotani: Hori, naHomami; Timina waiva hanzvadzi yaRotani. |
|
| 40 |
|
| Vanakomana vaShobhari: Ariani naManahati, naEbhari, naShefi naOnami. Vanakomana vaZibheoni: Aia naAna. |
|
| 41 |
|
| Vanakomana vaAna: Dishoni. Vanakomana vaDhishoni: Hamurani naEshibhani naItirani naKerani. |
|
| 42 |
|
| Vanakomana vaEzeri: Bhirihani naZaavani, naJaakani. Vanakomana vaDhishani: Uzi naArani. |
|
| 43 |
|
| Zvino ndiwo madzimambo akabata ushe panyika yaEdhomu, valsiraeri vachigere kuva namambo, Bhera mwanakomana waBheori; zita reguta rake raiva Dhinihabha. |
|
| 44 |
|
| Bhera akafa, Jobhabhu mwanakomana waZera weBhozira akamutevera paushe. |
|
| 45 |
|
| Jobhabhu akafa, Hushani wenyika yavaTemani akamutevera paushe. |
|
| 46 |
|
| Hushani akafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, wakadeya kuuraya Midhiani pamunda waMoabhi, akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Avhiti |
|
| 47 |
|
| Hadhadhi akafa, Samira weMasireka akamutevera paushe. |
|
| 48 |
|
| Shamira akafa, Shauri weRehobhoti paRwizi akamutevera paushe. |
|
| 49 |
|
| Shauri akafa, Bhaarihanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paushe. |
|
| 50 |
|
| Bhaarihanani akafa, Hadhadhi akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Pai; uye zita romukadzi wake raiva Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMezahabhi. |
|
| 51 |
|
| Hadhadhi akafa. Madzishe eEdhomu ndiwo: Ishe Timina, nashe Aria, nashe Jeteti, |
|
| 52 |
|
| nashe Ohoribhama, nashe Era, nashe Pinoni, |
|
| 53 |
|
| nashe Kenazi, nashe Temani, nashe Mibhazari, |
|
| 54 |
|
| nashe Magidhieri, nashe Irami. Ndiwo madzishe aEdhomu. |
|
|
|
|