|
| 1 |
|
| Benjamini aiva baba vaBhera dangwe rake, Ashibheri mwanakomana wechipiri, Ahara wechitatu, |
|
| 2 |
|
| Noha wechina naRafa wechishanu. |
|
| 3 |
|
| Vanakomana vaBhera vaiva: Adha, Gera, Abhihudhi, |
|
| 4 |
|
| Abhishua, Naamani Ahoa, |
|
| 5 |
|
| Gera, Shefufani naHurami. |
|
| 6 |
|
| Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaEhudhi vakanga vari vakuru vemhuri yeavo vaigara muGebha vakazodzingwa vakaendeswa kuManahati: |
|
| 7 |
|
| Naamani, Ahifa naGera, uyo akavadzinga uya aiva baba vaUza naArihudhi. |
|
| 8 |
|
| Vanakomana vakaberekerwa Shaharaimi muMoabhu mushure mokunge arambana navakadzi vake Hushini naBhaara. |
|
| 9 |
|
| Nomukadzi wake Hodheshi akabereka Johabhi, Zibhia, Mesha Marikami, |
|
| 10 |
|
| Jeuzi, Sakia naMirima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vemhuri. |
|
| 11 |
|
| NaHushimi akabereka Abhitubhi naEripaari. |
|
| 12 |
|
| Vanakomana vaEripaari vaiva: Ebheri, Mishamu, Shemedhi (uyo akavaka Ono neRodhi pamwe chete nemisha yakaapoteredza) |
|
| 13 |
|
| naBheria naShema, avo vakanga vari vakuru vemhuri dzaavo vaigara muAijaroni uye vakadzinga vagari veGati. |
|
| 14 |
|
| Ahiyo, Shashaki, Jeremoti, |
|
| 15 |
|
| Zebhabhia, Aradhi, Edheri, |
|
| 16 |
|
| Mikaeri, Ishipa naJoha vaiva vanakomana vaBeria. |
|
| 17 |
|
| Zebhadhia, Meshurami, Hiziki, Hebheri, |
|
| 18 |
|
| Ishimerai, Iziria naJobhabhi vaiva vanakomana vaEripaari. |
|
| 19 |
|
| Jakimi, Zikiri, Zabhidhi, |
|
| 20 |
|
| Erienai, Ziretai, Erieri, |
|
| 21 |
|
| Adhaya, Bheraya naShimirati vaiva vanakomana vaShimei. |
|
| 22 |
|
| Ishipani, Ebheri, Erieri, |
|
| 23 |
|
| Abhidhoni, Zikiri, Hanani, |
|
| 24 |
|
| Hanania, Eramu Anitotiya, |
|
| 25 |
|
| Ifidheya naPenueri vaiva vanakomana vaShashaki. |
|
| 26 |
|
| Shamisherai, Sheharia, Ataria, |
|
| 27 |
|
| Jaareshia, Eria, naZikiri vaiva vanakomana vaJerohamu. |
|
| 28 |
|
| Vose ava vaiva vakuru vemhuri, vari madzishe sezvazvakanyorwa munhoroondo dzavo. Uye vaigara muJerusarema. |
|
| 29 |
|
| Jeyeri, baba vaGibheoni vaigara muGibheoni. Zita romukadzi wake rainzi Maaka, |
|
| 30 |
|
| uye mwanakomana wake wedangwe ainzi Abhidhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Neri, Nadhabhi, |
|
| 31 |
|
| Gedhori, Ahio, Zekeri, |
|
| 32 |
|
| uye Mikiroti, uyo aiva baba vaShimea. Ivo vaigarawo pedyo nehama dzavo muJerusarema. |
|
| 33 |
|
| Neri aiva baba vaKishi, Kishi aiva baba vaSauro, uye Sauro aiva baba vaJonatani, Mariki-Shua, Abinadhabhi, naEshibhaari. |
|
| 34 |
|
| Mwanakomana waJonatani ainzi MeriBhaari uyo aiva baba vaMika. |
|
| 35 |
|
| Vanakomana vaMika vaiva: Pitoni, Mereki Tarea, naAhazi. |
|
| 36 |
|
| Ahazi aiva baba vaJehoadha, Jehoadha aiva baba vaAremeti, Azimavheti naZimiri uye Zimiri aiva baba vaMoza. |
|
| 37 |
|
| Moza aiva baba vaBhinea Rafa aiva mwanakomana wake, Ereasa mwanakomana wake naAzeri mwanakomana wake. |
|
| 38 |
|
| Azeri aiva navanakomana vatanhatu, uye aya ndiwo mazita avo: Arizakami, Bhokeru, Ishumaeri, Shearia, Obhadhia naHanani. Vose ava vaiva vanakomana vaAzeri. |
|
| 39 |
|
| Vanakomana vomunun'una wake Esheki vaiva: Uramu dangwe rake, Jeushi mwanakomana wake wechipiri naErifereti wechitatu. |
|
| 40 |
|
| Vanakomana vaUramu vaiva varwi voumhare vaigona kushandisa uta. Vaiva navanakomana navazukuru vazhinji vaisvika zana namakumi mashanu pamwe chete. Vose ava vaiva zvizvarwa zvaBhenjamini. |
|
|
|
|