Shona Bible 2002
|
| 1 |
| Jehovha panguva yaakadzosa vatapwa veZioni, Isu takanga takafanana navanorota hope. |
| 2 |
| Panguva iyo muromo wedu wakanga uzere nokuseka, Norurimi rwedu nokuimba; Ipapo pakati pavahedheni vakati, “Jehovha akavaitira zvinhu zvikuru;” |
| 3 |
| Jehovha wakatiitira zvinhu zvikuru; Isu tinofara. |
| 4 |
| Dzosai vatapwa vedu, Jehovha, Sehova panyika yeNyasi. |
| 5 |
| Vanodyara nemisodzi vachakohwa nomufaro. |
| 6 |
| Anofamba-famba, achichema, akatakura tsama yembeu, achadzoka nomufaro akatakura zvisote zvake. |
| Sevha Zvinyorwa |
https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona2002/psalms/126.mp3
150
126