Shona Bible 2009?
|
| 1 |
| Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha, ndiri makadzika. |
| 2 |
| Ishe inzwai inzwi rangu; Nzeve dzenyu ngadziteerere inzwi rokukumbira kwangu. |
| 3 |
| Dai imwi Jehovha, mairangarira zvisakarurama, Ndianiko airamba amire, Ishe? |
| 4 |
| Asi kukangamwirwa kuriko kwamuri, Kuti vanhu vakutyei. |
| 5 |
| Ndinorindira Jehovha, mweya wangu unorindira; Ndinotarira shoko rake. |
| 6 |
| Mweya wangu unorindira Ishe, Kupfuura varindi vanorindira rungwanani; Zvirokwazvo, kupfuura varindi vanorindira rungwanani. |
| 7 |
| imwi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha;.Sokuti kuna Jehovha kune ngoni, Uye kwaari kunokudzikunurwa kukuru. |
| 8 |
| Iye achadzikunura Isiraeri Panezvisakarurama zvake zvose. |
| Sevha Zvinyorwa |
https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona/psalms/130.mp3
150
130