Shona Bible 2009?
|
| 1 |
| Jehovha, ndianiko angatsaukira mutende renyu? Ndianiko angagara pagomo renyu dzvene? |
| 2 |
| Uyo, anofamba asina mhosva, anoita zvakarurama, Anotaura chokwadi mumoyo make. |
| 3 |
| Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye. |
| 4 |
| Munhu akashata anozvidzwa naye; Asi anokudza vanotya Jehovha. Iye anoti kana achinge apika, haangazoshanduri shoko rake, kunyange zvikava zvakaipa kwaari. |
| 5 |
| Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozununguswi. |
| Sevha Zvinyorwa |
https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona/psalms/015.mp3
150
15