× Mutauro Europe Russian Beraruzi Ukraine Polish Sebhiya Bulgarian Slovakian Czech Romanian Moldova Azabhaijani Armenian Georgian Albanian Avar Bhashkir Tatar Chechen Slovanian Croatian Estonian Latvian Ritunia Hungarian Finish Norwegian Swedish Icelandic Giriki Macedonian Jerimani Bavarian Dutch Danish Welsh Gaelic Irish French Basque Katarani Italian Galacian Romani Bosnian North America Rungu South America Spanish Putukezi Guarani Quechuan Aymara Central America Jamaican Nahuatl Kiche Qeqchi Haitian East Asia Chinese Japanese Korean Mongoria Ugwa Hmong Maodzanyemba Kumabvazuva kweAsia Malaysian Burmese Chin Nepali Cebuano Tagalog Cambodian Thai Indonesian Vietnamese Javanese Lao Iban IuMien Kachin Lahu Aceh Balinese Bugis Pampanga Sasak Shan Waray Maodzanyemba eAsia Hindi Оdia Awadhi Mizo Kannada Malayalam Marati Gujarati Tamil Telugu Punjabi Kurukh Assamese Maithili Bengali Urdu Sinhala Dogri Haryanvi Meitei Konkani Santali Sindhi Koya Thado Sanskrit Devanagari Adilabad Gondi Ahirani Balo Bundeli Chhattisgarhi Garhwali Kangri Kumaoni Mewari Munda Sadri Seraiki Shekhawati Sylheti Central Asia Kiyagizi Uzbek Tajik Teki Khazakisitani Karakalpak Middle East Turkish Hebhuru Arabic Persian Kedhi Pashito Coptic Africa Afrikaans Xhosa Zulu Ndebele Sotho Amharic Wolaytta Nigerian Mossi Ika Dinka Kabyle Ewe Swahili Moroko Somalian Shona Madhagasika Igbo Lingala Baoule Siswati Tsonga Tswana Gambian Yoruba Kamba Kinyarwanda Hausa Chewa Luo Makua Dyula Fulfulde Kalenjin Kikuyu Kikwango Kirundi Krio Nigerian Pidgin Oromo Tshiluba Tshivenda Twi Umbundu Lugbara Luguru Pular Gussi Maasai Turkana Moba Nuer Shilluk Tamasheq Makonde Bemba Fon Hadiyya Ibibio Kimbundu Kimiiru Lango Liberian Kreyol Lomwe Mende Morisyen Ndau Nyankole Sena Sidamo Soga Songe Sukuma Tarifit Teso Tiv Zande Australia Nyika Nyuzirendi Papa Nyu Gini Mitauro Yekare Aramaiki Ratini Esiperando 1 1 1 2009 2009Common SCLB 2008Contemporary BDSC 2005Union 2002Doke 19491 1 1 Mapisarema GenesisiEkisodhoRevhitikoNumeriDheuteronomioJoshuaVatongiRute1 Samueri2 Samueri1 Madzimambo2 Madzimambo1 Makoronike2 MakoronikeEziraNehemiaEsteriJobhoMapisaremaZvirevoMuparidziRwiyo rwaSoromoniIsayaJeremiyaMariroEzekieriDhanyeriHosiyaJoeriAmosiObhadhiyaJonaMikaNahumiHabhakukiZefaniyaHagaiZekariaMaraki--- --- ---MateuMakoRukaJohnMabasaVaRoma1 VaKorinte2 VaKorinteVaGaratiyaVaEfesoVaFiripiVaKorose1 VaTesaronika2 VaTesaronika1 Timoti2 TimotiTitoFirimoniVaHebheruJames1 Petro2 Petro1 Johani2 Johani3 JohaniJudhaZvakazarurwa1 1 1 106 1234567891011121314151617181920212223242526272829303132333435363738394041424344454647484950515253545556575859606162636465666768697071727374757677787980818283848586878889909192939495969798991001011021031041051061071081091101111121131141151161171181191201211221231241251261271281291301311321331341351361371381391401411421431441451461471481491501 1 1 : 1 1234567891011121314151617181920212223242526272829303132333435363738394041424344454647481 1 1 Shona Bible 2009 Mapisarema 106 Sevha Zvinyorwa 1Hareruya. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.2Ndianiko angareva zvinhu zvine simba zvakaitwa naJehovha, Kana kududzira kurumbidza kwake kose?3Vakaropafadzwa vanochengeta kururama, Naiye anoita zvakarurama nguva dzose.4Ndirangarirei Jehovha, nounyoro hwamunahwo kuvanhu venyu; Ndishanyirei noruponeso rwenyu.5Kuti ndione kukomborerwa kwavasanangurwa venyu, Kuti ndifare kwazvo nomufaro wavanhu venyu, Kuti ndirumbidze pamwechete nenhaka yenyu.6Takatadza pamwechete namadzibaba edu, Takaita pamwechete namadzibaba edu, Takaita zvisina kururama, takaita zvakaipa.7Madzibaba edu haana kunzwisisa zvishamiso zvenyu paIjipiti; Haana kurangarira ngoni dzenyu zhinji; Asi vakakumukirai pagungwa, ipo paGungwa Dzvuku.8Kunyange zvakadaro akavaponesa nokuda kwezita rake, Kuti azivise simba rake guru.9Akarairawo Gungwa Dzvuku, rikapwa, Akavafambisa pakadzika sapanenge pabani.10Akavaponesa paruoko rwowaivavenga. Akavadzikunura paruoko rwomuvengi.11Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo; Kwakanga kusina nomumwe wavo akasara.12Ipapo vakatenda mashoko ake; Vakaimba vachimurumbidza.13Vakachimbidzika kukangamwa mabasa ake; Havana kurindira zano rake.14Asi vakachiva kwazvo-kwazvo murenje, Vakaidza Mwari mugwenga.15Akavapa chavakakumbira; Asi akatuma kuonda mumweya yavo.16Vakagodora Mozisi pamisasa, NaAroni, mutsvene waJehovha.17Pasi pakashama pakamedza Dhatani, Pakafukidza boka raAbhirami.18Moto ukapfuta pakati peboka ravo; Murazvo ukapisa vakaipa.19Vakaita mhuru paHorebhi, Vakanamata mufananidzo wakaumbwa.20Vakatsinhana saizvozvo kubwinya kwavo Nomufananidzo wemombe, inochera bundo.21Vakakangamwa Mwari muponesi wavo, Wakaita zvinhu zvikuru paIjipiti;22Mabasa anoshamisa munyika yaHamu, Nezvinhu zvinotyisa paGungwa Dzvuku.23Saka akati, "Ndinoda kuvaparadza; Dai Mozisi musanangurwa wake asina kumira pamberi pake ipo pakaputsika, Kuti adzore kutsamwa kwake, arege kuvaparadza."24Zvirokwazvo, vakazvidza nyika inofadza, Havana kutenda shoko rake;25Asi vakanyunyuta mumatende avo, Vakasateerera inzwi raJehovha.26Saka wakavasimudzira ruoko rwake. Kuti avaparadze murenje;27Uye kuti aparadze vana vavo pakati pavahedheni. Avaparadzire panyika dzose.28Vakazvibatanidzawo naBhaaripeori, Vakadya zvakabayirwa vakafa.29Naizvozvo vakamutsamwisa nezvavakaita; Denda ndokupinda pakati pavo.30Ipapo Pinehasi akasimuka, akaita zvakarurama; Denda ndokuguma.31Izvozvo zvikanzi kwaari kururama, Kusvikira kumarudzi namarudzi nokusingaperi.32Vakamutsamwisawo pamvura zhinji yeMeribha, Naizvozvo Mozisi akaoneswa nhamo nokuda kwavo;33Nokuti vakamukira mweya wake, Iye akataura nehasha nemiromo yake.34Havana kuparadza ndudzi dzavanhu, Sezvavakanga varairwa naJehovha,35Asi vakavengana navahedheni, Vakadzidza mabasa avo;36Vakashumira zvifananidzo zvavo; Izvo zvikava musungo kwavari.37Zvirokwazvo, vakabayira mweya yakaipa vanakomana vavo navanasikana vavo,38Vakateura ropa risina mhosva, iro ravanakomana vavo navanasikana vavo, Vakavabayira zvifananidzo zveKanani; Nyika ikasvibiswa neropa.39Vakasvibiswa saizvozvo namabasa avo, Vakapata pane zvavakaita.40Saka kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vanhu vake, Akasema nhaka yake.41Akavaisa muruoko rwavahedheni; Vakavavenga ndivo vaivabata.42Vavengi vavo vakavamanikidzawo, Vakaiswa pasi poruoko rwavo.43Akavarwira kazhinji, Asi vakamumukira pakurangana kwavo, Vakanyudzwa muzvakaipa zvavo.44Kunyange zvakadaro akatarira kutambudzika kwavo, Panguva yaakanzwa kuchema kwavo;45Akarangarira sungano yake nokuda kwavo, Akazvidemba nokuda kokuwanda kwengoni dzake.46Akavanzwisawo tsitsi Navose vakanga vavatapa.47Tiponesei, Jehovha Mwari wedu, Tiunganidzei, tibve pakati pavahedheni, Kuti tivonge zita renyu dzvene, Tifarisise pakukurumbidzai.48Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose ngavati, "Ameni." Hareruya.Shona Bible 2009 Copyrighted: No Info 2009 Shona Bible 2009 Mapisarema 106 00:00:00 00:00:00 0.5x 2.0x https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona/psalms/106.mp3 150 106