× Mutauro Europe Russian Beraruzi Ukraine Polish Sebhiya Bulgarian Slovakian Czech Romanian Moldova Azabhaijani Armenian Georgian Albanian Avar Bhashkir Tatar Chechen Slovanian Croatian Estonian Latvian Ritunia Hungarian Finish Norwegian Swedish Icelandic Giriki Macedonian Jerimani Bavarian Dutch Danish Welsh Gaelic Irish French Basque Katarani Italian Galacian Romani Bosnian North America Rungu South America Spanish Putukezi Guarani Quechuan Aymara Central America Jamaican Nahuatl Kiche Qeqchi Haitian East Asia Chinese Japanese Korean Mongoria Ugwa Hmong Maodzanyemba Kumabvazuva kweAsia Malaysian Burmese Chin Nepali Cebuano Tagalog Cambodian Thai Indonesian Vietnamese Javanese Lao Iban IuMien Kachin Lahu Aceh Balinese Bugis Pampanga Sasak Shan Waray Maodzanyemba eAsia Hindi Оdia Awadhi Mizo Kannada Malayalam Marati Gujarati Tamil Telugu Punjabi Kurukh Assamese Maithili Bengali Urdu Sinhala Dogri Haryanvi Meitei Konkani Santali Sindhi Koya Thado Sanskrit Devanagari Adilabad Gondi Ahirani Balo Bundeli Chhattisgarhi Garhwali Kangri Kumaoni Mewari Munda Sadri Seraiki Shekhawati Sylheti Central Asia Kiyagizi Uzbek Tajik Teki Khazakisitani Karakalpak Middle East Turkish Hebhuru Arabic Persian Kedhi Pashito Coptic Africa Afrikaans Xhosa Zulu Ndebele Sotho Amharic Wolaytta Nigerian Mossi Ika Dinka Kabyle Ewe Swahili Moroko Somalian Shona Madhagasika Igbo Lingala Baoule Siswati Tsonga Tswana Gambian Yoruba Kamba Kinyarwanda Hausa Chewa Luo Makua Dyula Fulfulde Kalenjin Kikuyu Kikwango Kirundi Krio Nigerian Pidgin Oromo Tshiluba Tshivenda Twi Umbundu Lugbara Luguru Pular Gussi Maasai Turkana Moba Nuer Shilluk Tamasheq Makonde Bemba Fon Hadiyya Ibibio Kimbundu Kimiiru Lango Liberian Kreyol Lomwe Mende Morisyen Ndau Nyankole Sena Sidamo Soga Songe Sukuma Tarifit Teso Tiv Zande Dagbani Australia Nyika Nyuzirendi Papa Nyu Gini Mitauro Yekare Aramaiki Ratini Esiperando 1 1 1 2009 2009Common SCLB 2008Contemporary BDSC 2005Union 2002Doke 19491 1 1 Zvirevo GenesisiEkisodhoRevhitikoNumeriDheuteronomioJoshuaVatongiRute1 Samueri2 Samueri1 Madzimambo2 Madzimambo1 Makoronike2 MakoronikeEziraNehemiaEsteriJobhoMapisaremaZvirevoMuparidziRwiyo rwaSoromoniIsayaJeremiyaMariroEzekieriDhanyeriHosiyaJoeriAmosiObhadhiyaJonaMikaNahumiHabhakukiZefaniyaHagaiZekariaMaraki--- --- ---MateuMakoRukaJohnMabasaVaRoma1 VaKorinte2 VaKorinteVaGaratiyaVaEfesoVaFiripiVaKorose1 VaTesaronika2 VaTesaronika1 Timoti2 TimotiTitoFirimoniVaHebheruJames1 Petro2 Petro1 Johani2 Johani3 JohaniJudhaZvakazarurwa1 1 1 23 123456789101112131415161718192021222324252627282930311 1 1 : 1 12345678910111213141516171819202122232425262728293031323334351 1 1 Shona Bible 2009 Zvirevo 23 Sevha Zvinyorwa 1Kana ukagara pakudya pamwe chete nomubati, Cherekedza zvakanaka zviri pamberi pako;2Uzvigure huro dzako, Kana uri munhu wamadyo3Usapanga zvinozipa zvake, Nokuti zvokudya izvo zvinonyengedzera.4Usazvinetsa kuwana fuma; Rega huchenjeri hwako.5Unoda kuzvitarira nameso ako? Zvaenda! Nokuti zvirokwazvo fuma inozviitira mapapiro, Segondo rinobhururukira kudenga6Usadya zvokudya zvomunhu anoruchiva; Kana kupanga zvinozipa zvake.7Nokuti sezvaanofunga mumoyo make, ndozvaakaita; Anoti kwauri, "Chidya, chimwa;" , Asi moyo wake haune hanya newe.8Musuva wawadya, uchaurutsazve, Ukarashikirwa namashoko ako akanaka.9Usataura paunonzwikwa nebenzi; Nokuti richazvidza uchenjeri hwamashoko ako.10Usabvisa muganhu wekare; Uye usapinda paminda yenherera;11Nokuti Mudzikunuri wavo ane simba; Iye uchavarwira pamhaka dzavo newe.12moyo wako ushingaire kudzidziswa, Nenzeve dzako kunzwa mashoko ezivo.13Usarega kuranga mwana; Nokuti kunyange ukamurova neshamhu, haangafi.14Umurove neshamhu, Ugorwira mweya wake paSheori.15Mwanakomana wangu, kana moyo wako wochenjera, Nomoyo wangu uchafarawo.16Zvirokwazvo, itsvo dzangu dzichafarisisa, Kana miromo yako ichitaura zvinhu zvakarurama.17moyo wako ngaurege kugodora vatadzi; Asi utye Jehovha mazuva ose.18Nokuti zvirokwazvo mubayiro uripo; Chawakatarira hachingaparadzwi.19Inzwa, iwe mwanakomana wangu, uchenjere, Ururamise moyo wako munzira.20Usava pakati pavanokarira waini, Pakati pavanokarira nyama.21Nokuti mumwi neane madyo vachava varombo; Hope dzichapfekedza munhu mamvemve.22Teerera baba vako vakakubereka; Usazvidza mai vako kana vachembera.23Tenga zvokwadi, urege kuzoitengesazve; Uye tenga uchenjeri nedzidzo nenjere.24Baba vovakarurama vachafara kwazvo; Uye akabereka mwana akachenjera, achafadzwa naye.25Baba vako namai vako ngavafare, Mai vakakubereka ngavafare kwazvo.26Mwanakomana wangu, ndipe moyo wako; Meso ako ngaafarire nzira dzangu.27Nokuti chifeve igoronga rakadzika; Nomukadzi wokumwe gomba rakamanikana.28Zvirokwazvo anovandira segororo; Anowedzera vanyengedzeri pakati pavanhu.29Ndiani anoti, "Haiwa!" Ndiani, anoti, "Maiwe! Ndiani anokukakavara? Ndiani anokuchema? Ndiani anemavanga pasina mhaka? Ndiani ane meso akatsvuka?"30Ndivo vanogarisa pawaini; Ivo vanondotsvaka waini yavhenganiswa.31Usatarira waini kana yakatsvuka, Kana ichivaima mumukombe, Kana ichitapira pakumwiwa.32Pakupedzisira inoruma senyoka, Inobaya semvumbi.33Meso ako achaona zvisingazikamwi, moyo wako uchabudisa zvisakarurama.34Zvirokwazvo uchava somunhu avete pasi mukati megungwa, Kana soavete pamusoro pedanda rechikepe.35Uchati, "Vakandirova, asi handina kurwadziwa, Vakandirova, asi handina kuzvinzwa; Ndichapepuka rinhiko? Ipapo ndichandoitsvakazve.Shona Bible 2009 Copyrighted: No Info 2009 Shona Bible 2009 Zvirevo 23 00:00:00 00:00:00 0.5x 2.0x https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona/proverbs/023.mp3 31 23