× Mutauro Europe Russian Beraruzi Ukraine Polish Sebhiya Bulgarian Slovakian Czech Romanian Moldova Azabhaijani Armenian Georgian Albanian Avar Bhashkir Tatar Chechen Slovanian Croatian Estonian Latvian Ritunia Hungarian Finish Norwegian Swedish Icelandic Giriki Macedonian Jerimani Bavarian Dutch Danish Welsh Gaelic Irish French Basque Katarani Italian Galacian Romani Bosnian Kabardian North America Rungu South America Spanish Putukezi Guarani Quechuan Aymara Central America Jamaican Nahuatl Kiche Qeqchi Haitian East Asia Chinese Japanese Korean Mongoria Ugwa Hmong Tibetian Maodzanyemba Kumabvazuva kweAsia Malaysian Burmese Chin Nepali Cebuano Tagalog Cambodian Thai Indonesian Sundanese Vietnamese Javanese Lao Iban IuMien Kachin Lahu Aceh Balinese Bugis Pampanga Sasak Shan Waray Maodzanyemba eAsia Hindi Оdia Awadhi Mizo Kannada Malayalam Marati Gujarati Tamil Telugu Punjabi Kurukh Assamese Maithili Bengali Urdu Sinhala Dogri Haryanvi Meitei Konkani Santali Sindhi Koya Thado Sanskrit Devanagari Adilabad Gondi Ahirani Balo Bundeli Chhattisgarhi Garhwali Kangri Kumaoni Mewari Munda Sadri Seraiki Shekhawati Sylheti Bagri Bhilali Bodo Braj Tulu Central Asia Kiyagizi Uzbek Tajik Teki Khazakisitani Karakalpak Middle East Turkish Hebhuru Arabic Persian Kedhi Mazanderani Pashito Coptic Africa Afrikaans Xhosa Zulu Ndebele Sotho Amharic Wolaytta Nigerian Mossi Ika Dinka Kabyle Ewe Swahili Moroko Somalian Shona Madhagasika Igbo Lingala Baoule Siswati Tsonga Tswana Gambian Yoruba Kamba Kinyarwanda Hausa Chewa Luo Makua Dyula Fulfulde Kalenjin Kikuyu Kikwango Kirundi Krio Nigerian Pidgin Oromo Tshiluba Tshivenda Twi Umbundu Lugbara Luguru Pular Gussi Maasai Turkana Moba Nuer Shilluk Tamasheq Makonde Bemba Fon Hadiyya Ibibio Kimbundu Kimiiru Lango Liberian Kreyol Lomwe Mende Morisyen Ndau Nyankole Sena Sidamo Soga Songe Sukuma Tarifit Teso Tiv Zande Dagbani Edo Kituba Australia Nyika Nyuzirendi Papa Nyu Gini Mitauro Yekare Aramaiki Ratini Esiperando 1 1 1 2009 2009Common SCLB 2008Contemporary BDSC 2005Union 2002Doke 19491 1 1 Mateu GenesisiEkisodhoRevhitikoNumeriDheuteronomioJoshuaVatongiRute1 Samueri2 Samueri1 Madzimambo2 Madzimambo1 Makoronike2 MakoronikeEziraNehemiaEsteriJobhoMapisaremaZvirevoMuparidziRwiyo rwaSoromoniIsayaJeremiyaMariroEzekieriDhanyeriHosiyaJoeriAmosiObhadhiyaJonaMikaNahumiHabhakukiZefaniyaHagaiZekariaMaraki--- --- ---MateuMakoRukaJohnMabasaVaRoma1 VaKorinte2 VaKorinteVaGaratiyaVaEfesoVaFiripiVaKorose1 VaTesaronika2 VaTesaronika1 Timoti2 TimotiTitoFirimoniVaHebheruJames1 Petro2 Petro1 Johani2 Johani3 JohaniJudhaZvakazarurwa1 1 1 1 123456789101112131415161718192021222324252627281 1 1 : 1 123456789101112131415161718192021222324251 1 1 Shona Bible 2009 Mateu 1 Sevha Zvinyorwa 1Bhuku renhoroondo yamadzinza aJesu Kristu, Mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahamu.2Abhurahamu wakabereka Isaka, Isaka akabereka Jakobho; Jakobho akabereka Judha navana vamai vake,3Judha akabereka Faresi naZara kunaTamari; Faresi akabereka Esiromi; Esiromi akabereka Arami;4Arami akabereka Aminadhabhi; Aminadhabhi akabereka Naasoni; Naasoni akabereka Sarimoni;5Sarimoni akabereka Bhowazi kunaRahabhi, Bhowazi akabereka Obhedhi kuna Rute; Obhedhi akabereka Jese;6Jese akabereka Dhavhidhi mambo; Dhavhidhi mambo akabereka Soromoni ku\add mukadzi\add* \add waiva\add* waUria;7Soromoni akabereka Robhoami; Robhoami akabereka Abhiya; Abhiya akabereka Asa;8Asa akabereka Josafati; Josafati akabereka Joramu; Joramu akabereka Oziasi;9Oziasi akabereka Jotamu; Jotamu akabereka Akazi; Akazi akabereka Hezekia;10Hezekia akabereka Manase; Manase akabereka Amoni; Amoni akabereka Josiya;11Josiya akabereka Jekonia navana vamai vake nenguva yavakatapirwa kuBhabhironi.12Zvino shure kokutapirwa kuBhabhironi, Jekonia akabereka Saratieri; Saratieri akabereka Zerubhabheri;13Zerubhabheri akabereka Abhiudhi; Abhiudhi akabereka Eriakimi; Eriakimi akabereka Azori;14Azori akabereka Sadhoki; Sadhoki akabereka Akimu; Akimi akabereka Eriyudhi;15Eriyudhi akabereka Eriazari; Eriazari akabereka Matan; Matani akabereka Jakobho;16Jakobho akabereka Josefa murume waMaria, unova ndiye wakazvara Jesu, unonzi Kristu.17Naizvozvo mazera ose kubva kunaAbhurahamu kusvikira kuna Dhavhidhi mazera anegumi namana, kubva kuna Dhavhidhi kusvikira pakutapirwa kuBhabhironi, mazera anegumi namana, kubva pakutapirwa kuBhabhironi kusvikira kuna Jesu Kristu, mazera anegumi namana.18Zvino kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kwakadai; apo mai vake Maria, wakati atsidzirana kuwanana naJosefa, vasati vasangana, wakavonekwa ava nemimba noMweya Mutsvene.19Zvino Josefa murume wake zvaakanga ari wakarurama, asingadi kumufumura, wakafunga kumuramba muchivande.20Asi zvino wakati acharangarira zvinhu izvozvi, tarira, mutumwa waShe akavonekwa kwaari pakurota achiti: Josefa mwanakomana waDhavhidhi, usatya kuzvitorera Maria mukadzi wako, nokuti icho chakaberekwa maari ndecheMweya Mutsvene.21Iye uchabereka Mwanakomana, uye uchatumidza zita rake \add kuti\add* Jesu, nokuti uchaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.22Zvino zvose izvozvi zvakaitwa kuti zvizadziswe zvakarehwa naShe, nomuporofita achiti:23Tarira, mhandara ichava nemimba, ichazvara Mwanakomana, vachatumidza zita rake Emanueri, ndokuti kana zvichishandurwa, Mwari unesu.24Zvino Josefa amuka pahope akaita sezvaakarairwa nomutumwa waShe, akazvitorera mukadzi wake;25asi haana kumuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, akatumidza zita rake \add kuti\add* Jesu.Shona Bible 2009 Copyrighted: No Info 2009 Shona Bible 2009 Mateu 1 00:00:00 00:00:00 0.5x 2.0x https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona/matthew/001.mp3 28 1