× Mutauro Europe Russian Beraruzi Ukraine Polish Sebhiya Bulgarian Slovakian Czech Romanian Moldova Azabhaijani Armenian Georgian Albanian Avar Bhashkir Tatar Chechen Slovanian Croatian Estonian Latvian Ritunia Hungarian Finish Norwegian Swedish Icelandic Giriki Macedonian Jerimani Bavarian Dutch Danish Welsh Gaelic Irish French Basque Katarani Italian Galacian Romani Bosnian North America Rungu South America Spanish Putukezi Guarani Quechuan Aymara Central America Jamaican Nahuatl Kiche Qeqchi Haitian East Asia Chinese Japanese Korean Mongoria Ugwa Hmong Maodzanyemba Kumabvazuva kweAsia Malaysian Burmese Chin Nepali Cebuano Tagalog Cambodian Thai Indonesian Vietnamese Javanese Lao Iban IuMien Kachin Lahu Aceh Balinese Bugis Pampanga Sasak Shan Waray Maodzanyemba eAsia Hindi Оdia Awadhi Mizo Kannada Malayalam Marati Gujarati Tamil Telugu Punjabi Kurukh Assamese Maithili Bengali Urdu Sinhala Dogri Haryanvi Meitei Konkani Santali Sindhi Koya Thado Sanskrit Devanagari Adilabad Gondi Ahirani Balo Bundeli Chhattisgarhi Garhwali Kangri Kumaoni Mewari Munda Sadri Seraiki Shekhawati Sylheti Central Asia Kiyagizi Uzbek Tajik Teki Khazakisitani Karakalpak Middle East Turkish Hebhuru Arabic Persian Kedhi Pashito Coptic Africa Afrikaans Xhosa Zulu Ndebele Sotho Amharic Wolaytta Nigerian Mossi Ika Dinka Kabyle Ewe Swahili Moroko Somalian Shona Madhagasika Igbo Lingala Baoule Siswati Tsonga Tswana Gambian Yoruba Kamba Kinyarwanda Hausa Chewa Luo Makua Dyula Fulfulde Kalenjin Kikuyu Kikwango Kirundi Krio Nigerian Pidgin Oromo Tshiluba Tshivenda Twi Umbundu Lugbara Luguru Pular Gussi Maasai Turkana Moba Nuer Shilluk Tamasheq Makonde Bemba Fon Hadiyya Ibibio Kimbundu Kimiiru Lango Liberian Kreyol Lomwe Mende Morisyen Ndau Nyankole Sena Sidamo Soga Songe Sukuma Tarifit Teso Tiv Zande Australia Nyika Nyuzirendi Papa Nyu Gini Mitauro Yekare Aramaiki Ratini Esiperando 1 1 1 2009 2009Common SCLB 2008Contemporary BDSC 2005Union 2002Doke 19491 1 1 VaEfeso GenesisiEkisodhoRevhitikoNumeriDheuteronomioJoshuaVatongiRute1 Samueri2 Samueri1 Madzimambo2 Madzimambo1 Makoronike2 MakoronikeEziraNehemiaEsteriJobhoMapisaremaZvirevoMuparidziRwiyo rwaSoromoniIsayaJeremiyaMariroEzekieriDhanyeriHosiyaJoeriAmosiObhadhiyaJonaMikaNahumiHabhakukiZefaniyaHagaiZekariaMaraki--- --- ---MateuMakoRukaJohnMabasaVaRoma1 VaKorinte2 VaKorinteVaGaratiyaVaEfesoVaFiripiVaKorose1 VaTesaronika2 VaTesaronika1 Timoti2 TimotiTitoFirimoniVaHebheruJames1 Petro2 Petro1 Johani2 Johani3 JohaniJudhaZvakazarurwa1 1 1 4 1234561 1 1 : 1 12345678910111213141516171819202122232425262728293031321 1 1 Shona Bible 2009 VaEfeso 4 Sevha Zvinyorwa 1Naizvozvo ini musungwa munaShe, ndinokumbira zvikuru kuti mufambe zvakafanira kudamwa kwamakadamwa nako,2nokuzvininipisa kose novunyoro, nomoyo murefu, muchiitirana moyo murefu murudo;3muchishingaira kuchengeta vumwe bwoMweya muchisungo chorugare.4Kuno muviri mumwe, noMweya mumwe, sezvamakadamwavo mutariro imwe yokudamwa kwenyu;5Ishe mumwe, nokutenda kumwe, norubhabhatidzo rumwe,6naMwari mumwe, naBaba vavose, uri pamusoro pavose, unobata navose, uri mukati menyu mose.7Asi mumwe nomumwe wedu wakapiwa nyasha nechiyero chechipo chaKristu.8Naizvozvo unoti: Wakakwira kumusoro akatapa vatapwa, Akapa vanhu zvipo,9(Zvino kuti: Wakakwira, chinyiko, asi kuti, wakaburuka pakutangavo kumativi ari pasi panyika?10Wakaburuka ndiye wakakwiravo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose.)11Zvino wakapa vamwe kuti vave vapositora, vamwe vaporofita, vamwe vaevhangeri, vamwe vafudzi navadzidzisi;12kuti vatsvene vakwanisirwe basa ravo rokushumira, nerokuvaka muviri waKristu;13kudzimana isu tose tisvike pavumwe bwokutenda nokuziva Mwanakomana waMwari, napamunhu wakura, napachiyero chovukuru bwokuzara kwaKristu;14kuti tirege kuramba tichingova vacheche, tichizununguswa nokudzingwa nemhepo ipi neipi yokudzidzisa nokunyengera kwavanhu, namano, kuti vatsause nokunyengera;15asi tireve chokwadi murudo, tigokura maari pazvose, iye Kristu, Musoro;16muviri wose wakasonganiswa zvakanaka maari nokubatanidzwa nenhengo dzose dzino simbisa, mutezo mumwe nomumwe uchibata nechiyero chawo, kuti muviri ukuriswe pakuvakwa kwawo murudo.17Naizvozvo ndinoreva nokupupura chinhu ichi munaShe, ndichiti, musafamba savamwe vahedheni, vanofambavo novupenzi bwokurangarira kwavo,18vakasvibirwa pakunzwisisa kwavo, vari vatorwa pavupenyu bwaMwari nokuda kokusaziva kuri mukati mavo, nokuda kovukukutu bwomoyo yavo;19vakazvipa vasine hanya kuvutere, kuti vabate mabasa ose etsvina nokuchiva.20Asi imwi hamuna kudzidza Kristu saizvozvo,21kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, sechiri chokwadi munaJesu:22kuti pamufambire wenyu wokutanga mubvise munhu wekare, unovodzwa nokuchiva kokunyengera;23muvandudzwe mumweya wokurangarira kwenyu,24mufuke munhu mutsva, wakasikwa akafanana naMwari pakururama, novutsvene bwechokwadi.25Naizvozvo bvisai nhema, mutaure chokwadi, mumwe nomumwe kuno wokwake; nokuti tiri mitezo, mumwe womumwe.26Tsamwai, musingatadzi; zuva ngarirege kuvira muchakatsamwa;27musapa Dhiabhorosi nzvimbo.28Wakaba, ngaarege kuba zve; asi zvirinani kuti atambudzike, abate namavoko ake basa rakanaka, kuti ave nechaangapa unoshaiwa.29Mumuromo wenyu murege kubuda shoko rakavora, asi rakanaka, ringasimbisa pakafanira, rivigire nyasha avo vanonzwa.30Regai kuchemedza Mweya Mutsvene waMwari, wamakaisirwa chisimbiso maari kusvikira pazuva rokudzikinurwa.31Shungu dzose, nokutsamwa, nehasha, nokupopota, nokutuka, nezvakaipa zvose, ngazvibviswe kwamuri;32muitirane moyo munyoro, munzwirane tsitsi, mukangamwirane, se zvamakakangamwirwa naMwari.Shona Bible 2009 Copyrighted: No Info 2009 Shona Bible 2009 VaEfeso 4 00:00:00 00:00:00 0.5x 2.0x https://beblia.bible:81/BibleAudio/shona/ephesians/004.mp3 6 4