|
|
|
|
|
|
|
Shoko chairo (Nyaya Inonzwisisa) |
|
|
Ine Shoko |
|
|
Ine 2 Mazwi (Yakaparadzaniswa neComma) |
|
|
Inosanganisira 1 Kunze kweMashoko maviri (Yakaparadzaniswa neComma) |
|
|
Context Kutsvaga |
|
|
|
|
|
| | Pauro, muranda waKristu Jesu, wakaɗanwa kuti aʋe muapostora, wakatsaurirwa Evaŋgeri yaMŋari, | | | | wakaratidzwa nesimba paMŋeya woʋutȿene, kuti ndiye Mŋanakomana waMŋari, nokumuka kwake kuʋakafa; ndiye Jesu Kristu, Ishe weɗu, | | | | nemi ʋo muri pakati paʋo, makaɗanwa kuti muʋe ʋaJesu Kristu; | | | | kunaʋose ʋari muRoma, ʋaɗikanwa ʋaMŋari, ʋakaɗanwa kuti ʋaʋe ʋatȿene: Nyasha ŋgadziʋe nemi norugare, ɀinobva kunaMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu, nokunaShe Jesu Kristu. | | | | Pakutaŋga, ndinoʋoŋga Mŋari waŋgu munaJesu Kristu, pamsoro penyu mose, nokuti kutenda kwenyu kunoparidzirwa panyika yose. | | | | nezuʋa iro, Mŋari raanozotoŋga naro ɀakaʋanzika ɀaʋanhu, naJesu Kristu, seɀinoreʋa Evaŋgeri yaŋgu. | | | | ndiko kururama kwaMŋari kunoʋuya nokutenda kunaJesu Kristu kunaʋose ʋanotenda; nokuti haʋasiyani, | | | | Ʋanoŋgoruramiswa nenyasha dzake nokudzikinura kuri munaKristu Jesu; | | | | kuti kururama kwake kuratidzwe neŋguʋa ino, kuti arurame iye amene, ʋuye aruramise uyo unotenda kunaJesu. | | | | asi nokuɗa kweɗu ʋo; nesu ticanzarwo, iyesu, tinotenda kunowakamutsa Jesu, Ishe weɗu, kuʋakafa, | | | | Naiɀoɀo ɀatinoruramiswa nokutenda ŋgatiʋe norugare kunaMŋari naShe weɗu, Jesu Kristu; | | | | ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi tinofara ɀikuru ʋo munaMŋari naShe weɗu Jesu Kristu, watakapiwa ɀino naye iko kuyananiswa. | | | | Asi cipo cokuŋgopiwa hacifanani nokuɗarika. Nokuti kana ʋazhinji ʋakafa nokuɗarika kwomumŋe, ɀikuru nyasha dzaMŋari necipo cakaʋuya nenyasha dzomunhu mumŋe, Jesu Kristu, ɀakawandira ʋazhinji. | | | | Nokuti kana nokuɗarika kwomumŋe rufu rwakaɓata ʋushe nomunhu uyu mumŋe; ɀikuru aʋo, ʋakapiwa kuwanda kwenyasha nokwecipo cokururama, ʋacaɓata ʋushe paʋupenyu nomumŋe, iye Jesu Kristu. | | | | kuti ɀiʋi seɀaɀakaɓata ʋushe parufu, saiɀoɀo nyasha dziɓate ʋushe nokururama, ɀiise kuʋupenyu bgusiŋgaperi naJesu Kristu Ishe weɗu. | | | | Ko hamuziʋi here kuti isu takabapatidzwa munaKristu Jesu, takabapatidzwa murufu rwake? | | | | Saiɀoɀo nemi ʋo muɀiti makafa kuɀiʋi, asi kuti muri ʋapenyu kunaMŋari, munaKristu Jesu. | | | | Nokuti muɓairo weɀiʋi ndirwo rufu; asi cipo cokuŋgopiwa caMŋari ndibgo ʋupenyu bgusiŋgaperi munaKristu Jesu, Ishe weɗu. | | | | Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, naJesu Kristu, Ishe weɗu. Naiɀoɀo nomuraŋgariro ndinoɓatira Mŋari, asi nenyama murairo weɀiʋi. | | | | Naiɀoɀo hakucina‐kupiwa mhoȿa kunaʋari munaKristu Jesu. | | | | Nokuti murairo woMŋeya woʋupenyu munaKristu Jesu wakandisunuŋgura pamurairo weɀiʋi noworufu. | | | | Ɀino kana Mŋeya waiyeyo wakamutsa Jesu kuʋakafa acigara mukati menyu, iye wakamutsa Kristu Jesu kuʋakafa, ucaponesa miʋiri yenyu inofa noMŋeya wake, unogara mukati menyu. | | | | ndianiko uca ʋa pa mhoȿa? Kristu Jesu ndiye wakafa, ɀikuru ndiye wakamutswa kuʋakafa, uri kurudyi rwaMŋari, unotinyeŋgeterera ʋo. | | | | kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana cinhu cimŋe cakasikwa, haɀiŋgagoni kutiparadzanisa noruɗo rwaMŋari, ruri munaKristu Jesu, Ishe weɗu. | | | | kuti, kana ucipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe, nokutenda mumŋoyo mako, kuti Mŋari wakamumutsa kuʋakafa, ucaponeswa; | | | | Asi pfekai Ishe Jesu Kristu, musatȿaka kufadza nyama pakuciʋa kwayo. | | | | Ndinoziʋa, nokuziʋisisa kwaɀo munaShe Jesu, kuti hakunecinhu cinetȿina cimeme; asi uyo unoti, cinetȿina, kwaari cinetȿina. | | | | Ɀino Mŋari wokutsuŋgirira nowokunyaradza ŋgaakupei mŋoyo mumŋe pakati penyu, seɀinoɗa Kristu Jesu; | | | | kuti mukudze Mŋari, Ƃaɓa ʋaShe weɗu Jesu Kristu, nomŋoyo mumŋe ʋuye nomuromo mumŋe. | | | | kuti ndiʋe muranda waKristu Jesu kuʋahedeni, ndiciita ɓasa roʋuprista paEvaŋgeri yaMŋari, kuti ciɓayiro caʋahedeni cifadze Mŋari, cakaitwa citȿene noMŋeya Mutȿene. | | | | Naiɀoɀo ndiŋgaɀirumbidza munaKristu Jesu paɀinhu ɀaMŋari. | | | | Ɀino ndinokumbira ɀikuru, hama dzaŋgu, naShe weɗu, Jesu Kristu, ʋuye noruɗo rwoMŋeya, kuti murwe pamŋe cete neni pakunyeŋgetera kwenyu kunaMŋari pamsoro paŋgu; | | | | Ndi kwazisirei Priska naAkwira, ʋanoɓata neni munaKristu Jesu, | | | | Ɀino Mŋari worugare ucakurumidza kupxanya Satani pasi petsoka dzenyu. Nyasha dzaShe weɗu Jesu ŋgadziʋe nemi. | | | | Ɀino iye, unogona kukusimbisai, seɀinoreʋa Evaŋgeri yaŋgu, nokuparidzwa kwaJesu Kristu, nokuzarurwa kweɀakaʋanzika, ɀisina‐kurebga ŋguʋa dzisiŋgaperi, | | | | iye Mŋari wakacenjera oga, ŋgaaʋe nokubginya naJesu Kristu nokusiŋgaperi. Ameni. | |
|