Ndima yeZuvaGunyana 9 VaHebheru 11:6 Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo. Shona Bible (BDSC) 2005 Copyright © 2003, 2006, 2017 by Biblica, Inc.®